Musatya kana kuvhunduswa nechikonzero cheuwandu hwavo: nokuti hondo iyi haisi yenyu ndeya Jehovha.@2 Vakoronike 20:15
portrait
Sabine Baring-Gould
National Portrait Gallery

button

Sabine Baring-Gould, 1865 (Onward, Christian Soldiers); .

Arthur S. Sullivan, 1871 (🔊 pdf nwc).

portrait
Arthur S. Sullivan (1842–1900)

Fambanyiwo, majoni,
A Mwari wedu imwi,
Musatye mhandu dzenyu,
Hadzina simba, kwete;
Tinozokunda kwazvo
Panyika kwese kwese,
Masimba ake, Jesu,
Haachazokundwiba.

Fambanyiwo vatendi,
VaMwari wedu imwi,
Hamuna simba mwega,
Musazvikudze zvenyu;
Mupfeke nhumbi dzese
DzaMwari wakanaka,
Muende kune basa,
Muite vanhu imwi.

Fambanyiwo vatsvene,
Munyika dzese dzese,
Mushumaire izwi
RaJesu Tenzi wedu;
Mukundi uchapiwa
Chiremba cheupenyu,
Anozowona Jesu
Atonge naye iyo.